We use cookies and other technologies on this website to enhance your user experience.
By clicking any link on this page you are giving your consent to our Privacy Policy and Cookies Policy.

关于History of Zimbabwe

有Shona(ChiShona)和英语

(英语)

在 1979 年的兰开斯特议院协议之后,1980 年过渡到国际公认的多数统治;英国于当年 4 月 18 日正式授予津巴布韦独立。在 2000 年代,津巴布韦的经济由于各种因素而开始恶化,包括管理不善和腐败,实施制裁,例如 2001 年津巴布韦民主和经济复苏法案,在从愿意买方、愿意卖方转向快速通道土地之后改革。经济不稳定导致津巴布韦军方的几名成员在 2007 年的政变中试图推翻政府。在 1980 年津巴布韦被承认独立之前,这个国家有几个名字:罗得西亚、南罗得西亚和津巴布韦罗得西亚。

(千章菜)

Zimbabwe, ichinzizve Republic of Zimbabwe, uye yakambozivikanwa seSouthern Rhodesia, Republic of Rhodesia uyezve Zimbabwe Rhodesia, inyika yakakomberedzwa nedzimwe iri kuchamhembe kweAfrica.

Kumabvazuva kune莫桑比克、kuchamhembe kune Chamhembe Africa、kumadokero kune 博茨瓦纳、kumawodzanyemba kune赞比亚。 Mutauro wevakambopamba nyika Chirungu (英文) asi ruzhinji rwevanhu munyika iyi runotaura ChiShona。 ChiShona mutauro wevanhu vakagara munzvimbo iyi kubva makarekare。 Rurimi rweSindebele rwunotaurwawo zvakare muZimbabwe nevanhu veMatabele。 Ava vanhu vakasvikawo munzvimbo iyi apo veChiShona vanga vatodzika midzi。 VeMatabele ava vaibvawo nechekuchamhembe uko vaitiza ishe wavo Shaka Zulu uyo aida kuvatonga ivo vasingadi kutongwa naye

Zvakare kuchhembe kwenyika iyi kune rwizi rukuru rwunonzi Limpopo, ukuwo kumawodzanyemba kunezve rumwe rwizi rukuru runonzi Zambezi。 Nzizi idzi ihuru kwazvo uye dzinodira mugungwa reIndian Ocean。

Kubvira makore 1250 kabanga kuzvika 1629, nzvimbo yavekuzikanwa seZimbabwe iyi yaitongwa nemadzimambo eMutapa (Mutapa Empire), vachizikanwazve sekuti Mwene Mutapa, Monomatapa kana kuti pachirungu 大津巴布韦帝国。 Nzvimbo iyoyi yaive nemukurumbira chaizvo panyaya dzendarama (Goridhe), iro raifambiswa nevanhu vechiArab。 Zvakadaro, vechiPutukezi (葡萄牙语) vakauya ndokuparadza hurongwa ihwohwo nokukasira, zvikasiya Monomatapa iri panguva yekusaziva zvekuita 。 Gore ra1834 veMatabele,ava vanga vakuzviti maNdebele,vakasvikawo munzvimbo iyoyi yamadzimambo Mutapa。 Vakasvika nechekuchamhemhembe kwakadziva kumadokero (西南) kwenzvimbo yamadzimambo Mutapa。 Tambo taura pamusoro kuti vanhu ava vakange vari kutiza kubva kunamambo wavowo Shaka ainge arikudya marasha chamhembe ikoko。 VechiNdebele ava vaitungamirwawo namambo wavo Lobengula。 Nzvimbo yavakagara iyi yaizozikanwa seMatabeleland munguva yaizotevera kusanginisira zvino uno。

Nyika yeZimbabwe yakawana kuzvitonga mugore ra1980, apo bato reZanu-PF raRobert Gabriel Mugabe rakavhoterwa neruzhinji rwevanhu。 Mureza weBritish wakadzikiswa musi wa18 April 1980, mureza weZimbabwe ukasimudzwa。 VaMugabe vakatonga nyika iyi kwemakore anopotsa makumi 法力。 Mushure mekudaro, mutevedzeri wavo Emmerson Mnangagwa akatora chinzvimbo chazvo mushure mekunge va Mugabe vamanikidzwa kuti vasiye basa。 Emmerson Mnangagwa uyu haana kuzvitorera chigaro ega, akabatsirwa nemauto uyezve aiva nerubatsiro rwebato raitonga rinova Zanu Pf. Iri ndiro bato richirikutonga munyika ye Zimbabwe zuva ranhasi。 Emmeson Mnangagwa akatpinda pachigaro mugore ra 2017 mumwedzi wa Mbudzi, netarisiro yekuti gore raitevera paitwe sarudzo yekutsvaga mutungamiri wenyika anodiwa nevanhu。 Ruzhinji rwakamusarudza zvakare asi pakaita mutauro nemutungamiriri webato rinopikisa MDC rinotungamirirwa na va Nelson Chamisa。 Myaya iyi yakanetsa ikatozoenda kudare redzimhosva rinoona nenyaya dzebumbiro remitemo。 Nyaya ya Va Chamisa yekupikisa zvakabuda musarudzo yakaonekwa nedare isina humbowo,敢 rikati Emmeson Mnangawa ndiye akasarudzwa neruzhinji。

注意:

这个应用程序是为教育和研究目的而开发的,属于合理使用法。

最新版本2.2更新日志

Last updated on 2022年11月14日

Minor bug fixes and improvements. Install or update to the newest version to check it out!

翻译中...

更多应用信息

最新版本

请求 History of Zimbabwe 更新 2.2

上传者

Andre Cah Jogja

系统要求

Android 5.0+

更多

History of Zimbabwe 屏幕截图

订阅APKPure
第一时间获取热门安卓游戏应用的首发体验,最新资讯和玩法教程。
不,谢谢
订阅
订阅成功!
您已订阅APKPure。
订阅APKPure
第一时间获取热门安卓游戏应用的首发体验,最新资讯和玩法教程。
不,谢谢
订阅
成功!
您已订阅我们的邮件通知。